Rute 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino namazuʋa okutoŋga kwaʋatoŋgi nzara yakaŋga iri’po panyika. Mumŋe murume weBeti‐rehemi‐juda akandogara panyika yaMoabi, iye nomukadzi wake naʋanakomana ʋake ʋaʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino namazuva okutonga kwavatongi nzara yakanga iripo panyika. Mumwe murume weBheterehemu-judha akandogara panyika yaMoabhu, iye nomukadzi wake navanakomana vake vaviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mumazuva okutonga kwavatongi munyika makaita nzara, uye mumwe murume aibva kuBheterehema Judha, pamwe chete nomukadzi wake navanakomana vake vaviri, akaenda kundogara munyika yeMoabhu kwechinguva. Ver Capítulo |