Ruka 24:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino ʋakati ʋacigere kutenda nokufara kwaʋo, ʋacashamiswa, akati kwaʋari: Muneɀokudya pano here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200241 Zvino vakati vachigere kutenda nokufara kwavo, vachashamiswa, akati kwavari, “Mune zvokudya pano here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vachiri kupokana kudaro pamusana pokufara uye vachikatyamadzwa akati kwavari, “Mune chokudya here pano?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Uye pavakanga vachigere kutenda nokuda kwomufaro uye vachishamiswa, akavabvunza akati, “Mune chokudya here pano?” Ver Capítulo |