Ruka 24:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pavakanga vachiri kutaura izvi. Iye Jesu pachake akamira pakati pavo (akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi”). Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋakati ʋacataura iɀoɀo, akamira pakati paʋo amene, akati kwaʋari: Rugare ŋgaruʋe nemi! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200236 Vakati vachataura izvozvo, akamira pakati pavo amene, akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pavakanga vachiri kutaura izvi. Iye Jesu pachake akamira pakati pavo (akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi”). Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pavakanga vachiri kutaura izvi. Iye Jesu pachake akamira pakati pavo (akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi”). Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Pavakanga vachiri kutaura pamusoro pazvo, Jesu pachake akasvikomira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve nemi.” Ver Capítulo |