Ruka 24:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakataurirana, ʋaciti: Ko mŋoyo yeɗu yakaŋga isiŋgapisi mukati meɗu, acitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Vakataurirana, vachiti, “Ko mwoyo yedu yakanga isingapisi mukati medu, achitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakabvunzana vachiti, “Ko, mwoyo yedu yanga isingapisi neiko mukati medu zvaanga achitaura nesu mumugwagwa uye achitizarurira magwaro?” Ver Capítulo |