La Biblia Online

- Anuncios -

Ruka 24:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ʋakamugombedzera, ʋaciti: Garai nesu, nokuti aʋa maɗekwana, zuʋa raʋira. Ipapo akapinda kundogara naʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Vakamugombedzera, vachiti, “Garai nesu, nokuti ava madekwana, zuva ravira.” Ipapo akapinda kundogara navo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Asi vakamugombedzera zvikuru vachiti, “Garai nesu, nokuti kwava kudoka; zuva rava kuvira.” Saka akapinda kuti andogara navo.

Ver Capítulo Copiar

Ruka 24:29

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios