Ruka 24:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pavakanga vava kuda kusvika pamusha wavaienda, akaita seavakupfuurira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakasweɗera kumusha kwaʋakaŋga ʋacienda; iye akaita sowoɗa kupfuʋura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakaswedera kumusha kwavakanga vachienda; iye akaita sooda kupfuura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pavakanga vava kuda kusvika pamusha wavaienda, akaita seavakupfuurira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pavakanga vava kuda kusvika pamusha wavaienda, akaita seavakupfuurira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kuzoti vava kusvika mumusha mavakanga vachienda, Jesu akaita sokunge oda kupfuurira. Ver Capítulo |