Ruka 24:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe vedu vatangatinavo vaendawo kuguva, vakaona zvinhu zvakaita sokutaura kwanga kwaitwa namadzimai, asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋamŋe ʋaiʋa nesu, ʋakaenda kubgiro, ʋakandoɀiwana seɀaʋakareʋa ʋakadzi; asi iye haʋana‐kumuʋona. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 “Zvino vamwe vaiva nesu, vakaenda kubwiro, vakandozviwana sezvavakareva vakadzi; asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vamwe vedu vatangatinavo vaendawo kuguva, vakaona zvinhu zvakaita sokutaura kwanga kwaitwa namadzimai, asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vamwe vedu vatangatinavo vaendawo kuguva, vakaona zvinhu zvakaita sokutaura kwanga kwaitwa namadzimai, asi iye havana kumuona.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo dzimwe shamwari dzedu dzaenda kuguva dzikawana zviri izvo chaizvo zvanga zvataurwa navakadzi vaya, asi iye havana kumuona.” Ver Capítulo |