Ruka 24:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakati ʋacataurirana nokubvunzana, Jesu amene akasweɗera, akafamba naʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakati vachataurirana nokubvunzana, Jesu amene akaswedera, akafamba navo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vachiri kutaura nokukurukurirana pamusoro pezvinhu izvi, Jesu pachake akabva asvika uye akafamba navo; Ver Capítulo |