Ruka 24:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Pazuʋa irero ʋamŋe ʋaʋiri ʋaʋo ʋakaŋga ʋacienda kumusha wainzi Emausi, wakaŋga uri kure neJerusarema mastadia anamakumi matanhatu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Pazuva iroro vamwe vaviri vavo vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, wakanga uri kure neJerusaremu masitadhi ana makumi matanhatu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino musi mumwe chete iwoyo, varume vaviri vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, makiromita anenge gumi nerimwe chete kubva kuJerusarema. Ver Capítulo |