Ruka 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mashoko awa akaita sooʋupenzi kwaʋari; ʋakasaatenda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Mashoko awa akaita soupenzi kwavari; vakasaatenda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi havana kutenda vakadzi ava, nokuti mashoko avo ainge upenzi kwavari. Ver Capítulo |