Ruka 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakataurira vapositori zvose izvi, ndiMaria Magadharena naJoana naMaria amai vaJemusi navamwe vadzimai vavaiva navo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋaiʋa Maria Magdarene naJohana naMaria, mai ʋaJakobo, naʋamŋe ʋakadzi ʋaiʋa naʋo, ʋakandoʋudza ʋaapostora iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Vaiva Maria Magadharina naJohana naMaria, mai vaJakobho, navamwe vakadzi vaiva navo, vakandoudza vapostori izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakataurira vapositori zvose izvi, ndiMaria Magadharena naJoana naMaria amai vaJemusi navamwe vadzimai vavaiva navo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakataurira vapositori zvose izvi, ndiMaria Magadharena naJoana naMaria amai vaJemusi navamwe vadzimai vavaiva navo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 VanaMaria Magadharena, naJohana, Maria mai vaJakobho, uye navamwe vavaiva navo ndivo vakandoudza vapostori izvozvo. Ver Capítulo |