Ruka 1:80 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)80 Mŋana akakura, akasimba mumŋeya, akagara mumarenje, kuȿikira zuʋa rokuratidzwa kwake kuʋaIsraeri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200280 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuvaIsiraeri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi80 Uye mwana akakura akava nesimba mumweya; uye akagara mugwenga kusvikira azoonekwa pachena kuvaIsraeri. Ver Capítulo |