La Biblia Online

- Anuncios -

Ruka 1:76 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

76 Iwe, Mŋana, ucanzi muprofita woWokumsoro‐soro, Nokuti iwe ucatuŋgamira pamberi paShe, kumugadzirira nzira dzake;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

76 Iwe, Mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, Nokuti iwe uchatungamira pamberi paIshe, kumugadzirira nzira dzake;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

76 “Iwe mwana, uchanzi muporofita woWokumusorosoro, nokuti uchafanoenda mberi kwaTenzi kundomugadzirira nzira dzake,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

76 “Uye iwe, mwana wangu, uchanzi muprofita weWokumusoro-soro; nokuti uchatungamira pamberi paShe kuti umugadzirire nzira,

Ver Capítulo Copiar

Ruka 1:76

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios