Ruka 1:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)62 Ʋakabvunza ɓaɓa ʋake, ʋaciɗudzira namaʋoko, kuti anzi aniko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200262 Vakabvunza baba vake, vachidudzira namaoko, kuti anzi aniko? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona62 Ipapo vakaninira baba vake vachida kuziva kuti vangade kuti anzi ani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi62 Ipapo vakaninira namaoko kuna baba vake, kuti vazive zita raaida kupa mwana. Ver Capítulo |