La Biblia Online

- Anuncios -

Ruka 1:61 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

61 Ʋakati kwaari: Hakunomunhu kuhama dzenyu wakatumidzwa zita iro.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

61 Vakati kwaari, “Hakuna munhu kuhama dzenyu akatumidzwa zita iro.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

61 Vanhu vakati kuna amai vake, “Hakuna mumwe wehama dzenyu anodaidzwa nezita iri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

61 Ivo vakati kwaari, “Pakati pehama dzenyu hapana munhu ane zita iroro.”

Ver Capítulo Copiar

Ruka 1:61

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios