Ruka 1:59 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana. Vakanga vachida kumutumidza zita rababa vake rokuti Zakariya, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ɀino nezuʋa rorusere ʋakaʋuya kuzodziŋgisa mŋana, ʋakaɗa kumutumidza zita raɓaɓa ʋake, Zakaria. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200259 Zvino nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana, vakada kumutumidza zita rababa vake, Zekariya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana. Vakanga vachida kumutumidza zita rababa vake rokuti Zakariya, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona59 Nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana. Vakanga vachida kumutumidza zita rababa vake rokuti Zakariya, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Pazuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana, uye vakanga vachizomutumidza zita rababa vake Zekaria, Ver Capítulo |