Ruka 1:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Ɀino ʋakaʋakirana naʋo nehama dzake ʋakati ʋanzwa kuti Ishe wakaŋga amuitira ŋgoni huru, ʋakafara naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200258 Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye. Ver Capítulo |