Ruka 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai ʋaShe waŋgu? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Zvaita seiko kwandiri, kuti ndamutswa namai vaIshe wangu? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ko, zvandibvira nepikowo kuti ndishanyirwe kudai naAmai vaTenzi wangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Asi ini ndanzwirwawo nyasha seiko, zvokuti mai vaShe wangu vauye kwandiri? Ver Capítulo |