Ruka 1:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akaɗana nenzwi guru, akati: Wakaropafadzwa iwe pakati paʋakadzi, neciɓereko ceɗumbu rako cakaropafadzwa! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200242 akadana nezwi guru, akati, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, nomwana wemimba yako akakomborerwazve! Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona42 ndokutaura nezwi riri pamusoro achiti, “Makakomborerwa pana vakadzi vose, akakomborerwawo mwana wemimba yenyu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Akadanidzira nenzwi guru achiti, “Wakaropafadzwa iwe pakati pavakadzi, uye akaropafadzwa mwana wauchazvara! Ver Capítulo |