La Biblia Online

- Anuncios -

Ruka 1:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 akapinda mumba maZakaria, akakwazisa Erisabete.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

40 akapinda mumba maZekariya, akakwazisa Erizabheti.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 uko kwaakasvikopinda mumba maZekaria akakwazisa Erizabheti.

Ver Capítulo Copiar

Ruka 1:40

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios