Ruka 1:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ipapo Maria akati: Tarirai, ndiri mushandiri waShe; ndiitirwe haŋgu seɀamataura. Mutumŋa akabva kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200238 Ipapo Maria akati, “Tarirai, ndiri mushandiri waIshe; ndiitirwe hangu sezvamataura.” Mutumwa akabva kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona38 Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Maria akati, “Ini ndiri muranda waShe. Ngazviitike hazvo kwandiri sezvamareva.” Ipapo mutumwa akabva paari. Ver Capítulo |