Ruka 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye ucaʋa mukuru, ucanzi Mŋanakomana woWokumsoro‐soro; Ishe Mŋari ucamupa cigaro coʋushe caɓaɓa ʋake Davidi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Iye achava mukuru, achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro; Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Achava mukuru uye achanzi Mwanakomana weWokumusoro-soro. Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi, Ver Capítulo |