Ruka 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 neni ʋo, ndakati ndanatso‐feya ɀose kubva pakutaŋga, ndakati ɀakanaka kuti ndikunyorerei ʋo nokuteʋedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo, sezvo neniwo ndakanyatsoongorora zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanakawo kuti ndikunyorerei imi Tiofiro mune mukurumbira, nhoroondo ndichinyatsotevedzanisa, Ver Capítulo |