Ruka 1:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye akavunduswa kwaɀo neshoko iro, akafuŋga kuti kukwazisa kwakaɗaro ndokweiko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Maria akatambudzika zvikuru namashoko ake uye akashamiswa kuti kukwazisa kwakadai ndekworudzii. Ver Capítulo |