Ruka 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe! Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mutumwa akasvika kwaari akati, “Kwaziwa, iwe wakanzwirwa nyasha zvikuru! Ishe anewe.” Ver Capítulo |