Ruka 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti mazuva ebasa rake apera, akadzokera kumusha kwake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mazuʋa okushumira kwake akati apera, akaenda kumba kwake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mazuva okushumira kwake akati apera, akaenda kumba kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kuzoti mazuva ebasa rake apera, akadzokera kumusha kwake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kuzoti mazuva ebasa rake apera, akadzokera kumusha kwake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Nguva yokushumira kwake yakati yapera, akadzokera kumba kwake. Ver Capítulo |