Ruka 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mutumŋa akapindura, akati kwaari: Ndini Gabrieri, ndinomira pamberi paMŋari; ndatumŋa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Mutumwa akapindura, akati kwaari, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari; ndatumwa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mutumwa akapindura akati, “Ndini Gabhurieri. Ndinomira pamberi paMwari, uye ndatumwa kuti ndizotaura newe, ndizokuudza nhau dzakanaka idzi. Ver Capítulo |