Ruka 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Zakaria akati kumutumŋa: Iɀoɀi ndicaɀiziʋa seiko? Nokuti ini ndaʋa mutana, nomukadzi waŋgu wacembera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Zekariya akati kumutumwa, “Izvozvi ndichazviziva seiko? Nokuti ini ndava harahwa, nomukadzi wangu achembera.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zakariya akati kumutumwa, “Ndingazive seiko zvinhu izvi? Ini ndakwegura uye mudzimai wangu achembera?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zekaria akabvunza mutumwa akati, “Ndichazviziva seiko izvi? Ini ndava murume mutana uye mukadzi wangu achembera kwazvo.” Ver Capítulo |