Ruka 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mutumŋa akati kwaari: Usatya Zakaria, nokuti kukumbira kwako kwanzwika, mukadzi wako Erisabete ucakuɓerekera mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johane. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Mutumwa akati kwaari, “Usatya Zekariya, nokuti kukumbira kwako kwanzwika. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Johani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi mutumwa waTenzi akati kwaari, “Rega zvako kutya, Zakariya, nokuti munamato wako wakanzwika. Mudzimai wako, Erizabheti achakuberekera mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Johani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Zekaria; munyengetero wako wanzwikwa. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza zita rokuti Johani. Ver Capítulo |