Ruka 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Zakaria akamanikidzwa acimuʋona; kutya kukamuwira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zekaria akati achimuona, akavhunduka uye akabatwa nokutya. Ver Capítulo |