Ruka 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo mutumŋa waShe wakaʋonekwa naye, amire kurudyi rweartari yeɀinonhuwira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo mutumwa waIshe akaonekwa naye, amire kurudyi rwearitari yezvinonhuwira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pakarepo mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akamira nechokurudyi rweatari yorusenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo mutumwa waShe akazviratidza kwaari, akamira kurutivi rworudyi rwearitari yezvinonhuhwira. Ver Capítulo |