Numeri 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ŋguʋa dzose kana gore ricisimudzwa pamsoro peTente, shure kwaiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri ʋaifamba; paindomira gore, ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋaidzika matente aʋo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro peTende, shure kwaizvozvo vana vaIsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana vaIsiraeri vaidzika matende avo; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Gore raiti kana rasimudzwa kubva pamusoro peTende, vaIsraeri vaifamba; pose paimira gore, vaIsraeri vaidzika musasa ipapo. Ver Capítulo |