La Biblia Online

- Anuncios -

Numeri 7:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Nezuʋa retanhatu Eriasafi, mŋanakomana waDeueri, mucinda waʋana ʋaGadi, wakaʋuya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Pazuva rechitanhatu, Eriasafi mwanakomana waDheueri, mutungamiri wavanhu vokwaGadhi, akauya nechipiriso chake.

Ver Capítulo Copiar

Numeri 7:42

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios