Numeri 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munhu akadaro ngaareurure chitadzo chake aripe mhosva yacho nokubvisa muripo wayo agowedzera makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ipapo unofanira kureʋurura ɀiʋi ɀake ɀaakaita, ndokuripira mhoȿa yake yose, aciwedzera ceshanu cayo, ndokupa iye waakatadzira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo anofanira kureurura zvivi zvake zvaakaita, ndokuripira mhosva yake yose, achiwedzera cheshanu chayo, ndokupa iye waakatadzira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munhu akadaro ngaareurure chitadzo chake aripe mhosva yacho nokubvisa muripo wayo agowedzera makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Munhu akadaro ngaareurure chitadzo chake aripe mhosva yacho nokubvisa muripo wayo agowedzera makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye anofanira kureurura chivi chaakaita. Anofanira kuripira zvizere mhosva yake, achiwedzera chikamu chimwe chete muzvishanu chayo agozvipa zvose kumunhu waakatadzira. Ver Capítulo |