Numeri 4:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀitatu namazana maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zvitatu, namazana maviri. Ver Capítulo |