Numeri 3:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Namataŋgwe ose aʋarume namazita aʋanomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200243 Namatangwe ose avarume namazita avano mwedzi mumwe navanopfuura vakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezviviri namazana maviri namakumi manomwe namatatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona43 Matangwe echirume ose akaverengwa kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, aisvika makumi maviri ezviuru ane zviuru zviviri zvina mazana maviri ana makumi manomwe navatatu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Kuwanda kwamatangwe avanhurume vaiva nomwedzi mumwe kana kupfuura pakuberekwa vakanyorwa mazita avo, kwaisvika zviuru makumi maviri nezviviri, namazana maviri namakumi manomwe navatatu. Ver Capítulo |