Numeri 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, iʋo ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀitanhatu namazana maʋiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete, kana kupfuura, pakuberekwa avo vakaverengwa, vakanga vachisvika zviuru zvitanhatu, namazana maviri. Ver Capítulo |