Numeri 2:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa, chinenge chiri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana. Ver Capítulo |