La Biblia Online

- Anuncios -

Numeri 10:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Iye akati: Ndinonyeŋgetera kuti murege henyu kutisiya, ɀamunoziʋa mudzikirwe wamatente eɗu murenje, mucaʋa meso eɗu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Iye akati, “Ndinonyengetera kuti murege henyu kutisiya, zvamunoziva kudzikirwe wamatende edu murenje, muchava meso edu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Mosesi akati, “Ndapota musatisiye. Imi munoziva kwatingandodzika matendhe murenje. Ndimi mungatotitungamirira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Asi Mozisi akati kwaari, “Ndapota hangu regai kutisiya. Munoziva patinofanira kuvaka musasa wedu murenje, uye imi mungava meso edu.

Ver Capítulo Copiar

Numeri 10:31

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios