Numeri 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaAsheri rakaŋga ricirairwa naPagieri, mŋanakomana waOkrani. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Boka rorudzi rwavana vaAsheri rakanga richirairwa naPagieri, mwanakomana waOkirani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Pagieri mwanakomana waOkirani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaAsheri; Ver Capítulo |