Numeri 10:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vomureza wedzinza raDhani, ndivo vaipedzisera kusimuka, vachitsigira vari shure, vari mumapoka avo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye aivatungamirira. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo mureza weɓoka raʋana ʋaDani, ndiʋo ʋokupedzisira pamapoka ose, ʋakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naAhiezeri, mŋanakomana waAmishadai. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo mureza weboka ravana vaDhani, ndivo vokupedzisira pamapoka ose, vakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naAhiezeri, mwanakomana waAmishadhai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vanhu vomureza wedzinza raDhani, ndivo vaipedzisera kusimuka, vachitsigira vari shure, vari mumapoka avo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye aivatungamirira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vanhu vomureza wedzinza raDhani, ndivo vaipedzisera kusimuka, vachitsigira vari shure, vari mumapoka avo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye aivatungamirira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pakupedzisira, samapoka aichengetedza kumashure kwamapoka ose, mapoka omusasa waDhani akasimuka, ari pasi pomureza wavo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye akanga achivatungamirira. Ver Capítulo |