Numeri 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Uɀiitire hwamanda mbiri dzesirveri; unofanira kudziita nesirveri yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukuɓatsira kuɗana ʋuŋgano nokuraira kuti mapoka afambe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Uzviitire hwamanda mbiri dzesirivha; unofanira kudziita nesirivha yakapambadzirwa; idzo dzinofanira kukubatsira kudana ungano nokuraira kuti mapoka afambe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Pfurai mabhosvo esirivha maviri anoridzirwa vaIsiraeri kuti vaungane uyewo panguva yokuti vachitama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ita hwamanda mbiri dzesirivha yakapambadzirwa, ugodzishandisa kudana ungano pamwe chete uye kuti mapoka afambe. Ver Capítulo |