Numeri 10:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ƃoka rorudzi rwaZeburuni rakaŋga ricirairwa naEriabi, mŋanakomana waHeroni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Boka rorudzi rwaZebhuruni rakanga richirairwa naEriabhu, mwanakomana waHeroni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Aitungamirira dzinza rokwaZebhuruni ndiEriabhu mwanakomana waHeroni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye Eriabhi mwanakomana waHeroni akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaZebhuruni. Ver Capítulo |