La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 7:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ndinodaro nokuti pamipiro yavaIsiraeri yokuwadzana ndatora chityu kwaari chinenge chasimudzirwa mudenga kupa kuna Mwari, nechidya chomupiro unovheyeswa uchipirwa kwaari ndikapa mupristi Aroni navanakomana vemhuri yekwake, semugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa navaIsiraeri.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Nokuti cityu cinozuŋguzirwa neɓandauko rinosimudzwa, ndiɀo ɀandakatora kuʋana ʋaIsraeri pakati peɀiɓayiro ɀeɀipiriso ɀaʋo ɀokuyananisa, ndikaɀipa Aroni muprista, naʋanakomana ʋake, ciʋe caʋo nokusiŋgaperi, cinobva kuʋana ʋaIsraeri.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Nokuti chityu chinozunguzirwa nebandauko rinosimudzwa, ndizvo zvandakatora kuvana vaIsiraeri pakati pezvibayiro zvezvipiriso zvavo zvokuyananisa, ndikazvipa Aroni mupristi, navanakomana vake, chive chavo nokusingaperi, chinobva kuvana vaIsiraeri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Ndinodaro nokuti pamipiro yavaIsiraeri yokuwadzana ndatora chityu kwaari chinenge chasimudzirwa mudenga kupa kuna Mwari, nechidya chomupiro unovheyeswa uchipirwa kwaari ndikapa mupristi Aroni navanakomana vemhuri yekwake, semugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa navaIsiraeri.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Kubva kuzvipiriso zvokuwadzana zvavana veIsraeri ndatora chityu chinoninirwa nebandauko rinouyiswa ndikazvipa kuna Aroni muprista navanakomana vake somugove wavo wavanofanira kugara vachiwana kubva kuvaIsraeri.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 7:34

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios