Mupiro 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana nyama yechibayiro ichocho chomupiro wake wokuwadzana, ikangodyiwa zvayo pazuva retatu, munhu anenge aupira haazogamuchirwa, uyewo haazoonekwa sepane chaaita chakanaka, asi anenge atoita chinhu chakaipa kwazvo. Ani naani anoudya imhosva yake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana imŋe nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀake ɀokuyananisa ikadyiwa nezuʋa retatu, haɀiŋgagamucirwi nomufaro kana kunzi ɀakanaka kunaiye wakaɀipa; cicaʋa cinhu cinonyaŋgadza, nomunhu unoɀidya ucaʋa nemhoȿa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Kana imwe nyama yechibayiro chezvipiriso zvake zvokuyananisa ikadyiwa nezuva retatu, hazvingagamuchirwi nomufaro kana kunzi zvakanaka kuna iye wakazvipa; chichava chinhu chinonyangadza, nomunhu unozvidya uchava nemhosva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana nyama yechibayiro ichocho chomupiro wake wokuwadzana, ikangodyiwa zvayo pazuva retatu, munhu anenge aupira haazogamuchirwa, uyewo haazoonekwa sepane chaaita chakanaka, asi anenge atoita chinhu chakaipa kwazvo. Ani naani anoudya imhosva yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana nyama yechibayiro ichocho chomupiro wake wokuwadzana, ikangodyiwa zvayo pazuva retatu, munhu anenge aupira haazogamuchirwa, uyewo haazoonekwa sepane chaaita chakanaka, asi anenge atoita chinhu chakaipa kwazvo. Ani naani anoudya imhosva yake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana nyama yechipiriso chokuwadzana ikadyiwa nomusi wechitatu haizogamuchirwi. Hazvigamuchirwi panzvimbo yomunhu anenge azvipa nokuti hazvina kuchena, munhu achadya chikamu chipi chazvo achava nemhosva yacho. Ver Capítulo |