La Biblia Online

- Anuncios -

Mupiro 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Zino ŋgaatsamure tsama imŋe yake yoʋupfu bgakatsetseka bgecipiriso coʋupfu, namamŋe mafuta aco, neɀinonhuwira ɀose ɀiri pamsoro pecipiriso coʋupfu, aɀipise pamsoro peartari, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka, cokuraŋgaridza caco, kunaJehova.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino ngaatsamure tsama imwe yake youpfu, namamwe mafuta acho, nezvinonhuwira zvose zviri pamusoro pechipiriso choupfu, azvipise pamusoro peatari, chive chinonhuwira zvakanaka, chokurangaridza chacho, kuna Jehovha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mumwe wavo anofanira kunokora chanza chizere choupfu hwekoroni, hwakatsetseka, hwemupiro wembesanwa hwechirango, namafuta ahwo, norusenzi rwose rwuri pamupiro wembesanwa, apise paatari, kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Muprista anofanira kutora tsama youpfu hwakatsetseka namafuta, pamwe chete nezvinonhuhwira zvose pachipiriso chezviyo agopisa chikamu chechirangaridzo paaritari sezvinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha.

Ver Capítulo Copiar

Mupiro 6:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios