Mupiro 27:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana anamakore anobva pamashanu kuȿikira pamakore makumi maʋiri, kutara kwako kwomurume ŋgakuite mashekeri makumi maʋiri, nokwomukadzi mashekeri anegumi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Kana ana makore anobva pamashanu kusvikira pamakore makumi maviri, kutara kwako kwomurume ngakuite mashekeri makumi maviri, nokwomukadzi mashekeri ane gumi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mukomana wemakore mashanu kusvikira ave namakore makumi maviri, anobvisirwa makumi maviri emari yesirivha yemashekeri, kana ari musikana gumi remari yesirivha yemashekeri. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kana ari munhu ana makore ari pakati pamashanu namakore makumi maviri, utare mutengo womunhurume pamashekeri makumi maviri, uye munhukadzi pamashekeri gumi. Ver Capítulo |