Mupiro 27:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Kana munhu aciɗa kudzikinura cimŋe paɀegumi ɀake, unofanira kuwedzera kwaciri ceshanu caco. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Kana munhu achida kudzikinura chimwe pazvegumi zvake, anofanira kuwedzera kwachiri cheshanu chacho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Kana munhu akada kununura chegumi chake, ngaabvise mutengo wacho achiwedzera makumi maviri pazana roga roga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Kana munhu akadzikinura chimwe chinhu pazvegumi zvake, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu pamutengo wacho. Ver Capítulo |