Mupiro 27:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pagore rejuberi munda unofanira kudzokera kumunhu waakaŋga ateŋga kwaari, kunaiye wakaŋga ari muridzi wenyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Pagore rejubheri munda unofanira kudzokera kumunhu waakanga atenga kwaari, kuna iye wakanga ari muridzi wenyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pagore rehwamanda munda iwoyo ngaudzoserwe kumunhu uya kwawakatengwa, kumuridzi wawo wenhaka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mugore reJubhiri munda uchadzokera kumunhu waakatengeserana naye uyo aiva muridzi womunda. Ver Capítulo |