Mupiro 27:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 asi munda uyu, kana ucisunuŋgurwa negore rejuberi, unofanira kuʋa mutȿene kunaJehova, somunda wakayeriswa; ucaʋa womuprista. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 asi munda uyu, kana uchisunungurwa negore rejubheri, unofanira kuva mutsvene kuna Jehovha, somunda wakayeriswa; uchava womupristi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pagore rehwamanda paunofanira kudzoserwa muridzi wawo, unenge wava munda unoera wakakumikidzwa kuna Tenzi, uchava wavapristi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kana munda ukasunungurwa muJubhiri, uchava mutsvene, somunda wakapiwa kuna Jehovha; uchava munda wavaprista. Ver Capítulo |